Used in other entries
“Kana munhu achi fukura anenge achichera ivhu rakapfava kana jecha.”
from -fukura“Dhunduru ivhu rakaumbidzirwa, panodzvarwa mbeu dzakaita sembambaira.”
from dhunduru“Deka inzvimbo yakadzikira ine ivhu rinochengeta mvura zvokuti inogara yakanyorova.”
from deka“Kuti kodobo kuwira mukati kunoita imba, kana kuti ivhu rinenge riri pamusoro pomwena.”
from kodobo“Ku kodoboka kuwira mukati kunoita, imba kana kuti ivhu ranga riri pamusoro pomwena.”
from -kodoboka“Kwari igomba guru repanenge pakabviswa ivhu rakawanda chaizvo.”
from kwari