Used in other entries
“Ndakadya sadza ravatete zvechirango asi ini ndakanga ndakaguta.”
from chirango“Musikana uyu akandiramba zvake asi ini ndichiri kumuda.”
from -da“Handifungi kuti Paradzai akanyatsoti kwesere ini, nokuti zvaandiitira pazere vanhu ndanyara ndikashaya pokunyura.”
from kwesere“Vamwe vese vanenge varipo pamba, kunze kwangu ini ndiri kuenda kuMhondoro.”
from kunze“Kana vakandipa mari yangu mangwana, ini ndinobva ndangonanga kwangu kumusha.”
from kana“Ichi chiratidzakure chetsinhiro yomumupanda Ramba wakabata paburi ipapo, ini ndimbovhara kuno uku.”
from ipapo