Used in other entries
“Iyi ishiri inowanzouya munyika ino panguva dzokunaya kwemvura, ine muromo murefu neminhenga mitema nemichena.”
from dambiramurove“Hungwe ishiri yorudzi rwegondo, ino musoro muchena, uye inorarama nokunyurura hove ichidya.”
from hungwe“Munyika ino makaita nhimura yakarwadza vanhu vatema vaiva nemombe dzakawanda, kubva mugore ra”
from nhimura“Iyi ishiri ino muviri wakaita sembeva asi iyo ichibhururuka, uye inowanzoonekwa usiku chete.”
from chiremwaremwa“Iyi ishiri ino ruvara ruchena, inowanikwa pedyo nenzizi, inodya hove doko nematatya nemagakanje.”
from svorochena“Iyi inyoka huru yakasvibira, inogara mugomo kazhinji ino uturu hunokurumidza kuuraya.”
from rovambira