DuraMazwi
Browse Words
Words

kana

Shona Definition

Iri izwi rinoshandiswa muchirevo kubaratidza zvinhu zvakasiyana zvinogona kuitika nezvinogona kusarudzwa. Ndipei henyu iri mari, kana midziyo yokushandisa, kana mbatya dzokupfeka. chero . Iri izwi rinoshandiswa kurebesa chirevo, uchiratidza kuti chii chinotanga kuitika kuti chimwe chizotevera. Kana vakandipa mari yangu mangwana, ini ndinobva ndangonanga kwangu kumusha. Iri izwi rinoshandiswa kuratidza zvinokwanisika kuitika paunenge munhu wazvifunga. Kana uchida kuenda, enda zvako. Iri izwi rinoshandiswa kuratidza zvinoitika, izvo zvanga zvisingatairsirwi pakadaro. Kana zvako ukandirova, ini pano handibvi ndichisiya vana vangu vachitambura.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries