Browse Words
Shona Definition
Kana mbambo yakati kwesere muburi mayo zvinoreva kuti zvinenge zvakanyatsoenzanirana. Kana munhu achinzi akazara kuti kwesere anenge akanyatsosvika, ari munhu kwaye kwaye. Handifungi kuti Paradzai akanyatsoti kwesere ini, nokuti zvaandiitira pazere vanhu ndanyara ndikashaya pokunyura.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Uyu munhu anongofamba asingazivi kuti chii chiri kuitika, kazhinji nepamusana pokuti pfungwa hadzina kunyatsoti kwesere.”
from sununikwa