Used in other entries
“Iko zvino somumaguta vanhu vogara vakangoita zvokuduka sembeva.”
from -duka“Aka kambuyu kanogara munzvimbo dzine madhaka, kakaita segurwe asi iko kari kadiki.”
from chinyamunjororo“chibako nhekwe nyere Kasha kamudziyo kadiki kanenge chibako chefodya asi iko kachishandiswa kuchengetera munyu.”
from kasha“Aka kagonye kakaita senyongorosi, kanotyirwa nevanhu kuti kanogona kupinda mumuviri nekuzasi vachigeza, sezvo iko kachigara pasi pemvura.”
from mvuwerere“Aka kapuka kanokwanisa kubhururuka seshiri asi iko kaine mapapiro eganda, uye kaine muviri wakada kuita sekambeva.”
from muremwaremwa“Kuti pivi kuzvipenda kumeso kunowanzoitwaitwa navanhukadzi kuti vazviwedzere runako, asi iko kuchizenge kwanyanyiswa.”
from pivi