Used in other entries
“Chipika chehembe yake hakusi kusvipa ikoko.”
from chipika“Ichi chirango chinoitwa nemukuwasha paanoendesa mudzimai wake kumusha kuna amai vake, kuti anosunungukira ikoko mwana wekutanga.”
from masungiro“Kuzoti ivo vana vacho hakusi kudya ikoko.”
from ivo“Kana vanhu vakaenda ku pikiniki , vanenge vambosuduruka kundotandara panzvimbo iri kure nedzimba, kazhinji vachitoenda nezvinhu zvokunodya nokunwa ikoko.”
from pikiniki“Muchoni munhu anoti kana aenda kwaaenda orovera ikoko, haachadzoki kumusha kune hama nemhuri.”
from muchoni“Munhu haafaniri kutya kuenda kune imwe nzvimbo achiti zvimwe angandoona njodzi ikoko.”
from Hapana nyika isina rinda