Browse Words
Shona Definition
Imba chivakwa, chikuru kana chidiki, chinomiswa nemapango, mabwe kana zvidhina kuti vanhu vagogara kana kushandira mukati. Dzimba zhinji dzomumaguta ndedzomuturikidzanwa dzimwe dzichitova nhungamakore chaidzo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Aya mabwe, semende, nezvimwe zvinoiswa pamigero panenge pambocherwa, kuti zvisimbise imba inenge ichizovakwa pamusoro pazvo.”
from faundesheni“Ukaona munhu ava kupisa imba nehasha, ndiko kunonzi kupenga zvisina chipimo.”
from chipimo“Takangoita zvokuduka muchikona, imba yose yazara navanhu.”
from -duka“chirindo Dumba imba isina kuvakwa nemazvo uye isingayemuriki.”
from dumba“Dura imba inochengeterwa mbeu dzakohwewa.”
from dura“Chirugu idanga kana kuti imba inorara huku, mbudzi, mhuru kana hwai.”
from chirugu