Browse Words
Shona Definition
Kasha kamudziyo kaduku kanoisirwa fodya yakaita sebute kana mudhombo. chibako nhekwe nyere Kasha kamudziyo kadiki kanenge chibako chefodya asi iko kachishandiswa kuchengetera munyu. Kasha chombo chinoshandiswa nemapurisa kana mauto, chakaita sekatende, kanokandirwa vanhu kachiputika kuparadzira utsi hunochemedza nokukachidza. Vadzidzi vairatidzira kutsutsumwa vakazokandirwa kasha dzoutsi nemapurisa, apo vakanga vava kutanga kuita zvokukanda matombo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Mapurisa akakanda kasha youtsi mumba mainge makahwanda mbavha, dzikabudamo dzichimhanya dzakachidzwa noutsi.”
from -kachidza