Used in other entries
“Kana imbwa honho ichi dzinga hadzi inenge ichikwira pamusoro payo kuti ibereke.”
from -dzinga“Paakati arova imbwa akaviga mupini, ndakaziva kuti ari kudimika.”
from -dimika“Imbwa dzikanzwa chiparo kurira dzinomhanyira panosukirwa midziyo.”
from chiparo“Ku karira kudaidzira kwaunoita uchichaira mombe kana kuti uchidzora imbwa kuti isaruma vanhu.”
from -karira“Kuti kashu kudambura nemazino, sezvingaita imbwa ichidya nyama.”
from kashu“Kana imbwa ichi kekechura zibhonzo inenge ichiridya ichiita zvokun'un'una.”
from -kekechura