Used in other entries
“Kana zvichinzi munhu akagara beya, anenge akagara asina kunyatsa kuvharidzira hembe yake, kana kuti aine kabudura inenge yakashama makumbo agere, achionesa zviri mukati.”
from beya“Iyi itsika yokuwacha hembe, womirira kuti dziome ugopfekazve dzimwe chete idzodzo, kazhinji zvichibva pakuti uri munhu anoshaya.”
from chiomandikupfeke“Ndakabatirwa hembe newaya ikasara rangova dembe.”
from dembe“Kana hembe yakati mbembe-e inenge yakachena chaizvo.”
from mbembe-e“Kana munhu kana hembe yaka konona inenge iine tsvina chaizvo.”
from -konona“Kana mukadzi apinda mu mambure anenge achata muchato uya wekupfeka hembe chena.”
from mambure