Used in other entries
“Mambure edandemutande anobata zvakaita senyuchi kana nzunzi.”
from dandemutande“Mubvuvi munhu anoredza achishandisa mambure.”
from mubvuvi“Kana dandemutande richi tanda , rinenge richigadzira mambure arinobatisa nzunzi nezvimwe zvarinodya.”
from -tanda“Usvasvi mambure anoshandiswa kubata hove.”
from usvasvi“Kana munhu achidzika mambure, haazivi chaanobata kuti chii.”
from Nzira masanga