Kana munhu kana hembe yaka konona inenge iine tsvina chaizvo. Makanika uya anogara akakonona nemagirisi, kunyange asiri kubasa. Hamheno kuti haagone kugeza here.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.