Used in other entries
“Vechitendero cheRoma ndivo vane zvikoro zvakawanda here munyika muno?”
from chitendero“Izwi rokuti matsvuku chipauro here kana kuti chiito?”
from chipauro“Kuti gore rino vanhu vanokohwa here nemvura isira kunaya iyi?”
from -kohwa“Haumuzivi here Jojo uya wekufamba akakokonyara segudo, iyo iri siki.”
from -kokonyara“Hamheno kuti haagone kugeza here.”
from -konona“Ukama hahunei kuti pane kudya here kana kuti hapana.”
from Ukama ndihwo hukuru / kudya musvitsa. (M)