Browse Words
Shona Definition
Kana zvichinzi munhu akagara beya, anenge akagara asina kunyatsa kuvharidzira hembe yake, kana kuti aine kabudura inenge yakashama makumbo agere, achionesa zviri mukati.
English Translation
When it is said that a person is 'sitting beya', it means they are sitting without properly covering their clothes, or they have shorts that are too open while sitting, exposing what is underneath.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.