DuraMazwi
Browse Words
Words

-hesvura

Shona Definition

Ku hesvura kusimudzira geja kuti riite muforo usina kudzika zvakanyanya. Kuhesvura kuregesa munhu wakwegura kuripa mutero. Ku hesvura kukamura zvimwe kubva mune zvakawanda.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.