Used in other entries
“Ku ndinyira kuvhara mwena kana buri kuti chinhu chirimo chisabude.”
from -ndinyira“Mupani muti une mwoyo wakasimba chaizvo, unoti kana chiri chirimo unooma mashizha, wotozoita mashizha zvakare kana mvura yanyatsonaya.”
from mupani“Mwaka inguva yegore yakasiyana- siyana, sekuti zhizha kana chirimo.”
from mwaka“Kana nzara yaku fenga inenge yakurwadza, dumbu radzokera mukati nokuti munenge musisina chirimo.”
from -fenga