Mwaka inguva yegore yakasiyana- siyana, sekuti zhizha kana chirimo. Mwaka uno mvura yatorambisisa.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“Mukoho ndizvo zvinhu zvaunenge wawana pakurima kwaunenge waita mwaka iwoyo.”