Browse Words
Shona Definition
Chirindo kadumba kaduku keuswa kanovakirwa kumunda pakakwirira, kuti vanhu vakwanise kuona zvingada kudya mbeu zvichiri kure. Kune makudo munhu anotogara muchirindo pazhizha. dumba
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“chirindo Dumba imba isina kuvakwa nemazvo uye isingayemuriki.”
from dumba