Used in other entries
“mabande Mamhanzu zvipitsi zverukweza kana chimwe chirimwa, zvinowira pasi kana munhu achikuya paguyo.”
from mamhanzu“Ku kudza kuita kuti chirimwa kana chimwewo chinhu chisimukire kana kuti kuita chihombe.”
from -kudza“twana Hwana chirimwa chisati chakura sezvakaita nhondo dzemuriwo.”
from hwana“Ipwa chirimwa chinenge mugunde unobuda muto unotapira.”
from ipwa“Ichi chirimwa kana muchero unenge wakanyorovera zvokuti, kana ukabata namaoko, maoko anonyura mauri.”
from nhibvitibvi“Mwana muchero wemuti kana mbesa kana chirimwa.”
from mwana