Browse Words
Shona Definition
Kana uchi fenga hari unenge uchishandisa chimwe chinhu kuti uiumbiridze, uye kuikudza kuti igokwanisa kutakura zvinhu zvakawanda. Kana nzara yaku fenga inenge yakurwadza, dumbu radzokera mukati nokuti munenge musisina chirimo. Ku fenga kudzorera dumbu mukati mushure mokufema uchiburitsa mweya unenge uri mumuviri.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.