Used in other entries
“Chisimbwa kamweya kanenge kaine mumwe munhu kekusatya kana kumboremekedza ani kana ani zvake.”
from chisimbwa“Kana munhu achinzi haa roti vanhu, vanenge vachireva kuti haana basa kuti kunze kuna ani kana kuti kunei, asi kuti anongoita zvaanenge achida.”
from -rota“Ko iwe unonzi ani?”
from zita“Vanhu vakazoziva kuti tsotsi yaiva ani payakanzi ga-a netochi.”
from ga-a“Zvokudya zvakanaka kuna ani wose zvokuti kunyangwe benzi rinozvidawo.”
from Chakanaka-chakanaka / imbwa haihukuri sadza“Ani naani anenge aine chigumbu nomunhu, anondomumhanarira kudare rashe.”
from Ishe itsime