Used in other entries
“Vakarara pano apa, fume vosimudzira rwendo rwavo, voenda zvavo.”
from fume“Apa panzvimbo panenge pachibuda mvura kubva muvhu, uye isingaperi.”
from chisipiti“Apa ndepaunoti kana wabata kana kunamirwa netsvina wosvika uchipukutira.”
from chitsetsereso“Ku dededza kuruma chibage kana muchero, uchiti apa waruma, apa warumazve.”
from -dededza“Mwana wamasiya akamira apa abva pano kare.”
from kare“Haungonditi kwenu here, nhai shamwari, pari kuvava musoro wangu apa?”
from kwenyu