Used in other entries
“Kana chinhu chaka gonyana chinenge chisina kuti tasa asi chakazviunganidza panzvimbo imwe.”
from -gonyana“Uyu mukadzi akura asi ane mumhu unotaridzika sowechidiki.”
from gorekapunha“beto veta Dova kunyorova kwepasi, asi mvura yambomira kunaya, kunogona kukudza mbeu.”
from dova“Kana uchi dududza unenge uchifamba uchidzokera shure asi iwe wakatarisa kwauri kubva.”
from -dududza“Chiyambwe rudzi rwehwowa hwakada kuita sedifi, asi ihwo huchidyiwa huri unyoro.”
from chiyambwe“Ichi chiroto chinotyisa chokuti pamwe unonzwa wakadzvinywa asi usingagoni kupfakanyika kana kuchema.”
from dzikirira