DuraMazwi
Browse Words
Words

-rota

Shona Definition

Kana munhu achi rota anenge achiita nekuona zvakasiyana asi iye akakotsira. Kana munhu achinzi haa roti vanhu, vanenge vachireva kuti haana basa kuti kunze kuna ani kana kuti kunei, asi kuti anongoita zvaanenge achida.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.