Used in other entries
“Iyi inzvimbo inogara mwana apo mai vake vanenge vaine mimba.”
from chizvaro“Chitubu inzvimbo inosinira mvura, kazhinji muzhizha, apo mvura inenge yanaya zvikuru.”
from chitubu“Vanhu vaiva padare vose vakangoti, "Aa!", kukanuka apo musikana akanga ava kupa umbowo hwake.”
from -kanuka“Iyi imari inobvisiswa vakuwasha natezvara, apo vanenge vachibvunza vakuwasha kuti akakutaurirai kuti ndine mwana akanaka pano ndiani.”
from makandinzwanani“Vadzidzi vairatidzira kutsutsumwa vakazokandirwa kasha dzoutsi nemapurisa, apo vakanga vava kutanga kuita zvokukanda matombo.”
from kasha“Takati kwibu tose apo mudzidzisi akatuka John.”
from kwibu