Used in other entries
“Pakafa ambuya vangu, musha wese wakasara woti angoda okuhumurawo mengo pamusha pedu.”
from -kuhumura“Mukuwasha akati nyare ataura shoko rinonyadzisira pana ambuya.”
from nyare“Ambuya vakagara vayambira kazukuru kavo kuti kutsva ndomurimo wemisikanzwa yekutamba nemoto.”
from murimo“Iyi imari inobviswa nomunhu kuratidza kuti ari kuda kuombera ishe, tezvara kana kuti ambuya.”
from chiuchiro“Kuti bo bo bo kuuchira maoko sezvinoita mukuwasha kuna ambuya.”
from bo bo bo“Mukuwasha akati nyare ataura shoko rinonyadzisira pana ambuya.”
from nyare