DuraMazwi
Browse Words
Words

nyare

Shona Definition

Kuti nyare kunzwa, kunetsekana mupfungwa kunoita munhu achinge aita zvisina kukodzera. Mukuwasha akati nyare ataura shoko rinonyadzisira pana ambuya.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.