Used in other entries
“Kuti betete kugara zvakanaka wakazorora zvizere, sekuzorora uko tinoita takagara pasofa.”
from betete“Kana uchinyora rondedzero, unofanira kushandisa zvirevo zvizere nguva dzose.”
from chirevo“Kana munhu achi dodonga anenge achinyatsotsanangura zvizere.”
from -dodonga“Kuti donongo kutsanangura zvizere mafambiro enyaya.”
from donongo“Duramazwi ndiro chete bhuku rinodudzira mashoko omutauro zvizere.”
from -dudzira“Kuti betete kugara zvakanaka wakazorora zvizere, sekuzorora uko tinoita takagara pasofa.”
from betete