DuraMazwi
Browse Words
Words

-dudzira

Shona Definition

Ku dudzira kutsanangura zvinonzwisisika uye zvichitendeseka. Duramazwi ndiro chete bhuku rinodudzira mashoko omutauro zvizere. Ku dudzira kutaura mazita evana pamwe nemanhamba okukunda kwavo muzvidzidzo.

English Translation

To interpret is to explain understandably and convincingly. A dictionary is the only book that fully explains the words of a language. To interpret is to announce the names of children along with their academic achievements.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.