Used in other entries
“Ku gooza kurova munhu kana mhuka zvakasimba zvokuti inopedzisira yafa.”
from -gooza“Iri izwi rinoshandiswa pamunenge muchitengeserana, kana uchireva kuti nyakutenga wacho wanyanya kumurerutsira zvokuti iwe ndiwe waruza.”
from fumandiwe“Uku kutorwa pfungwa nezvimwe zvinhu, zvokuti unopedzisira usisiri kufunga kuti ndizvo zviri kuitika.”
from chiyeverwa“Mugodhi wedu wakadzika zvokuti mvura yacho haiperi.”
from -dzika“Juzi rake ranga radhamba zvokuti ranga rareba kusvika mumabvi.”
from -dhamba“Pamuchato mabhotoro takaadudunya zvokuti bhe.”
from -dudunya