DuraMazwi
Browse Words
Words

-dodonga

Shona Definition

Ku dodonga kudoma zvinhu uchiita chimwe nechimwe kusvikira zvapera zvose. - donongodza . Kana munhu achi dodonga anenge achinyatsotsanangura zvizere. -tsetsenura .

English Translation

To enumerate is to list things one by one until they are all finished. - to enumerate. If a person is enumerating, they are explaining fully and clearly. - to explain clearly.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.