Used in other entries
“Ku dzendemuka kutinhira zvine simba kunoita mvura kana zviya kuchinaya.”
from -dzendemuka“Kana zviya ndichida kuverenga usiku, ndinonwa kofi kuti ndisakurumidza kubatwa nehope.”
from kofi“Ku katana kusungana-sungana kunoita shinda kana ngoi, kana zviya yarukwa ichiputunuka yakarebesa panguva imwe chete.”
from -katana“Kuti mata kumhanya zvakasimba usingacheuki kana zviya uchitiza.”
from mata“Uku kuudzana mashoko akaipa kana zviya vanhu vamutsana.”
from matukano“Kaba kamuchinjiziri kakaita denderedzwa kanoitwa nemvura kana zviya ukakanda dombo mairi.”
from kaba