Used in other entries
“Iyi itsika yokubvisa mari yokutenga zviyo kuvanhu vanoda mari padoro, zvozotorwa mumashure.”
from chirindira“Kare muroora achiperekwa, aitarisirwa kuti anosvika kumba kwavamwene achikuya zviyo zvekubikisa sadza.”
from -kuya“Uku kutorwa kunenge kuchiitwa mvura kana zviyo kubva panzvimbo imwe chete nevanhu vakawanda.”
from jerawachera“Gundi ndizvo zvinosarira panenge papurwa mbeu dzakaita semhunga, zviyo kana mapfunde.”
from gundi“Iri idombo diki rine mativi maviri akaserera, rinokuyiswa dovi kana zviyo.”
from huyakwose“Yakanga iri hachakacha chaiyo pataitutira zviyo mudura, mvura yava kuda kunaya.”
from hachakacha