Used in other entries
“Ku fuma kutevera kunoita rimwe zuva mangwana acho.”
from -fuma“Urwu rudzi rweshiri diki, ine huma tsvuku, inovaka dendere rayo pamapazi akaoma, uye inowanzorira kana zuva richibanda.”
from chizuvaguru“Mwana wose ane chitarisiro chokuva baba kana mai vemba rimwe zuva.”
from chitarisiro“Denga chikamu chapamusoro chemba chinofukidza zviri mukati, chichiita kuti zuva kana mvura isapinda mukati macho.”
from denga“Ukajairira kuita chiforimbo rimwe zuva uchasungwa.”
from chiforimbo“Chifumi mangwanani-ngwanani zuva roda kubuda, pazuva rinenge richizotevera.”
from chifumi