Used in other entries
“Uku kusakura zvakare kechipiri kana kechitatu, munda wakambosakurwa kare.”
from mabvuururo“Kuti hutu kubva panzvimbo kana kunyangarika nokukasika zvokusazoonekwa zvakare.”
from hutu“Ku naya kwemunhu kunzwa zvakanaka zvakare, mushure mekunge anga achirwara.”
from -naya“Ndinzwireiwo ngoni, ndapota, handichazvipamhi zvakare zvokuba.”
from ndapota“Muti mapiritsi, midzi kana zvimwewo zvinoshandiswa kurapa vanhu, kana kuvakuvadzawo zvakare.”
from muti“Uku kuita chinhu uchifunga kuti wapedza, wozoona kuti unenge uchifanira kuchidzokorora zvakare, nokuti chinenge chisina kubuda sezvaunoda.”
from mufakaviri