Used in other entries
“Uku kuita kokusarudza vehama neshamwari uchingoitira ivavo voga zvakanaka.”
from chizivano“Kana uchi devaira unenge uchinyatsofamba zvakanaka usingamhanyi- mhanyi.”
from -devaira“Kuti betete kugara zvakanaka wakazorora zvizere, sekuzorora uko tinoita takagara pasofa.”
from betete“Chirema munhu ane dzimwe nhengo dzomuviri dzisina kuita zvakanaka.”
from chirema“Dhimu kusakwanisa kufunga kana kuona zvakanaka kunokonzerwa nedzungu kana zvimwewo.”
from dhimu“Ku dzadzama kutaura munhu achinonoka, achitadza kuburitsa mashoko zvakanaka.”
from -dzadzama