Kana munhu aka fuma anenge aine zvinhu zvakawanda, akagarika. -pfuma . Ku fuma kutevera kunoita rimwe zuva mangwana acho. Kana kukafuma kuchinaya hatiendi kudhibha.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.