Used in other entries
“Akazoturira ushe kumukoma wake.”
from -turira“Vanhu vano ukama hwouhwanamai ndivo vanonzwana nokuti havaitirani shanje yokugara nhaka kana ushe.”
from Ukama hwokwamai hahukanirwi nhaka“Kuti munhu uve ishe uye kuti ushe hwacho huenderere mberi kunge una makota.”
from Munhu kubata ushe / makota“Ishe akachenjera anotonga achiziva kuti ushe hahusiri hwake mbune asi kuti chinhu chinotogamhidzanwa.”
from Umambo kutambidzana.