DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Munhu kubata ushe / makota

Shona Definition

Kuti munhu uve ishe uye kuti ushe hwacho huenderere mberi kunge una makota. Hakuna ishe anozvipa ushe zve, hahungabudiriri kana makurukota asingaiti basa ravo zvakanaka.

English Translation

A man holds chieftainship through his councillors: they are the ones who put him in office, and his rule only prospers if they do their work well.

Cultural Context

“Quoted more broadly to counsel that any undertaking needs the backing of others to succeed.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.