Used in other entries
“Gomana parakaona kuti zvekusvika panaChido feya feya zvairinetsa, rakabva ramutsengera mudiwadiwa kuti riwane ushingi hwekumusvikira.”
from mudiwadiwa“Mhare munhu ane ushingi.”
from mhare“Chivindi ushingi hwakaoma hwokusatya kana chinhu.”
from chivindi