Used in other entries
“Uyu munhu ane usimbe, asingadi kurima.”
from manzvengabadza“Magome usimbe hwemunhu anenge achida zvekutuma-tuma vamwe kuti vamuitire basa.”
from magome“Uyu munhu ane usimbe, anongoda kuitirwa zvinhu nguva dzose.”
from jamukoko“Kana munhu achi gwerededza anenge achikuya paguyo zvishoma, zvishoma zvinoratidza kuti ane usimbe.”
from -gwerededza“Aya maitiro emunhu ane usimbe, anenge achiita zvekunanazikira nekusachimbidzika mubasa, asi achida kuratidzika kunge ane zvaari kuita zvine musoro.”
from nzororeramudenga“Ku nzvenda-nzvenda kufamba kune usimbe mukati.”
from -nzvenda-nzvenda