Used in other entries
“Gwaku mugoti une mberi kwakacherwa kuita kakomba, unoshandiswa kunokoresa zvinhu kana pakupakura usavi.”
from gwaku“Vana vekumba kwedu vanofarira kudya rwatsvira, kana usavi hwapakurwa.”
from rwatsvira“Nzuwu isadza rinosara mundiro usavi hwapera.”
from nzuwu“Kana uchi pamhadza unenge uchidya sadza risina usavi.”
from -pamhadza“Ku tywatywatidza kukanga- kanga nyama kana humwe usavi pamoto.”
from -tywatywatidza“Akati ndiro gubu, usavi hwose hwukawira muvhu.”
from gubu