DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

gubu

Shona Definition

Kuti gubu kurova chinhu wobva wateura zvanga zviri machiri. Akati ndiro gubu, usavi hwose hwukawira muvhu.

English Translation

Describes striking something so that whatever was inside it spills out. "He struck the plate gubu, and all the relish fell in the dirt."

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.