Used in other entries
“Uyu munhu anoputsa ushamwari, mhuri kana humwewo urongwa hunokosha hwevamwe vanhu.”
from horomori“Rudo mwoyo unofarira mumwe, paine ushamwari hwakakomba.”
from rudo“Aya maitiro okuda kuparadza ushamwari pakati pavamwe.”
from upfururira“ANTONYMS ushamwari”
from ruvengano“Uhu ushamwari hwavaviri hwakapindiridza.”
from chindigindigi“Kuita ushamwari nomurombo unozozvidemba wava kuruza zvinhu zvako.”
from Kumutsa kambudzi kane maranga / wamutsa karuchemera