Used in other entries
“Mwana wenyu haana unhu.”
from -nhu“Kuti shadabu kugara munhu wakaparadzanisa makumbo zvisina unhu.”
from shadabu“Kuti tekeshe kufara zvisina hanya kana unhu.”
from tekeshe“Munhu ane tsika anenge ane unhu hunoyemurika.”
from tsika“Kana vakarera mwanasikana wavo zvine unhu, amai vanobvisirwa mombe yeumai paanoroorwa.”
from umai“Kuti mirizizi kumirira vanhu vakagara kana kuti vari kudya zvisina unhu.”
from mirizizi