Used in other entries
“Dzenga munhu anoita zvisingadiwi nevamwe, uye zvine unhubu mukati, asi iye asina basa nazvo.”
from dzenga“Ndwise munhu ane unhubu hwekufarira kurwisanisa vanhu.”
from ndwise“Uku kuita zvinhu zvisingafadzi vamwe, zvine unhubu mukati.”
from umambara