DuraMazwi
Browse Words
Words

tekeshe

Shona Definition

Kuti tekeshe kufara zvisina hanya kana unhu. Kuti tekeshe kuwanda nokukura kwenzvimbo. Kare zvinonzi vanhu vaigara vakati tekeshe nenyika, pamadiro.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries