Shona Definition
Tsika maitiro anotarisirwa navanhu vorudzi rumwe chete, pazvinhano zvakasiyana. Dzimwe tsika dzechikare takaregerawo, asi dzimwe tinoona dzakatinakira. Munhu ane tsika anenge ane unhu hunoyemurika. Pita akaitwa keputeni wechikoro nokuti ane tsika. Tsika yomunhu kaitiro kake kaajairira. Murume wangu ane tsika yokuuya kumba usiku.
English Translation
Culture refers to the expected behaviors of people of the same tribe, in different situations. We have abandoned some old customs, but we find others beneficial. A person with good morals has admirable character. Peter was made captain of the school because he has good morals. A person's culture is their habitual behavior. My husband has a habit of coming home late at night.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kuti fukumu kushaya tsika kana mutsigo.”
from fukumu“chibhubhubhu chibububu Uyu munhu ane tsika dzakaora.”
from chizeyezeye“mutemo tsika”
from chirango“Uyu munhu asina tsika dzinofarirwa.”
from chidzemwe“Donzvo rokuraira mwana nderekuti akure ane tsika dzakanaka.”
from donzvo“Chingava chinhu chakanaka kuti vanhu vatema vakudziridze tsika dzechivanhu dzakanaka, dzekubatsirana mumatambudziko.”
from -kudziridza