DuraMazwi
Browse Words
Words

-unura

Shona Definition

Iri irebeso yechiito inoratidza kuti chiito chamboitwa zvino chava kushandurwa kuti zvinhu zvidzokere pazvambotanga zviri. Doturunura bhegi riya pawamboriturika mwanangu.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.